Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Kudzamisa pfungwa pane zvaunenge uchiverenga muBhaibheri

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU June 2017

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo yeMukai! uye yekudzidzisa chokwadi chinotaurwa neBhaibheri nezvechipo cheupenyu. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvese Zvinotaurwa naJehovha Zvinoitika

Uprofita hwakataurwa naJeremiya hwekuti Bhabhironi raizokundwa uye kuti raizoita dongo hwakazadzika.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unonyatsotenda Zvinhu Zvinovimbiswa naJehovha Here?

Joshua akataura kuti hapana kana shoko rimwe chete rakataurwa naJehovha kuvaIsraeri rakakundikana. Tingaita sei kuti tinyatsotenda kuti Mwari anozadzisa zvaanovimbisa?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire

Chii chakabatsira Jeremiya kuti atsungirire kunyange zvazvo airwadziwa? Tingaitei kuti tigadzirire matambudziko achazouya?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari

Pane zvaakaratidzwa, Ezekieri akapiwa mupumburu naJehovha, achibva anzi audye. Zvaakaratidzwa izvi zvairevei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Nakidzwa Nekuparidza Mashoko Akanaka

Kuparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari kunogona kumbooma, asi Mwari anoda kuti timushumire tichifara. Tingaita sei kuti tinakidzwe nebasa ratakapiwa rekuparidza?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?

Zvakaratidzwa Ezekieri zvakazadzika kekutanga pakaparadzwa Jerusarema. Kuziva kuzadzika kwazvichaita kechipiri kunotibatsira sei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tsigira Zvinodiwa naJehovha Panyaya Yekuzvibata

Hatifaniri kunyara kuita zvinodiwa naMwari. Tingazviratidza sei uye nei zvichikosha?