Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JUNE 2016

June 27–July 3

MAPISAREMA 52-59

June 27–July 3
  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”: (10 min.)

    • Pis 55:2, 4, 5, 16-18—Zvimwe zvinhu zvaiitika muupenyu hwaDhavhidhi zvaiita kuti ashushikane zvakanyanya (w06 6/1 11 ¶3; w96 4/1 27 ¶2)

    • Pis 55:12-14—Dhavhidhi akapandukirwa nemwanakomana wake uye neshamwari yake yaaivimba nayo (w96 4/1 30 ¶1)

    • Pis 55:22—Dhavhidhi aiva nechokwadi chokuti Jehovha aizomubatsira (w06 6/1 11 ¶4; w99 3/15 22-23)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 56:8—Mashoko okuti “isai misodzi yangu muhombodo yenyu” anorevei? (w09 6/1 29 ¶1; w08 10/1 26 ¶3)

    • Pis 59:1, 2—Zvakaitika kuna Dhavhidhi zvinotidzidzisawo chii nezvekunyengetera? (w08 3/15 14 ¶13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 52:1–53:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mupe turakiti. Muratidze QR code iri papeji yekupedzisira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira turakiti rawakamupa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 3 ¶2-3—Pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari? asi usabva wamuratidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 56

  • Zvomuungano yenyu: (7 min.)

  • Mwari Ndiye Mubatsiri Wangu”: (8 min.) Kukurukurirana. Itai kuti vanhu vakawanda vapindure mibvunzo iripo kuitira kuti vose vabatsirwe nemhinduro dzichapiwa nehama nehanzvadzi. (VaR 1:12) Kurudzirai vaparidzi kushandisa bhuku raKutsvakurudza kuti vawane rubatsiro muShoko raMwari pavanosangana nematambudziko.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 18 ¶14-21 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 121 Nemunyengetero