Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  June 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 38-44

Jehovha Anotsigira Vanorwara

Jehovha Anotsigira Vanorwara

Vashumiri vaMwari vakatendeka vanogona kuva nechokwadi chokuti Jehovha achavatsigira munguva dzematambudziko

41:1-4

  • Dhavhidhi akarwara zvokufa

  • Dhavhidhi aiva nehanya nevanhu vakaderera

  • Dhavhidhi haana kufunga kuti Jehovha aizoita chishamiso chokumuporesa, asi aivimba kuti aizomunyaradza, aizomupa uchenjeri uye aizomutsigira

  • Jehovha akaona kuti Dhavhidhi aiva munhu akaperera kwaari