Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu–Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa  |  June 2016

June 13-19

MAPISAREMA 38-44

June 13-19
  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anotsigira Vanorwara”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 39:1, 2—Zvii zvatinofanira kungwarira pane zvatinotaura? (w09 5/15 4 ¶5; w06 5/15 20 ¶12)

    • Pis 41:9—Jesu akaratidza sei kuti zvakaitika kuna Dhavhidhi ndizvo zvaizoitikawo kwaari? (w11 8/15 13 ¶5; w08 9/15 5 ¶11)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 42:6–43:5

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.3

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.3

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 2 ¶4-5—Pedzisa nokumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Mwari Ane Zita Here? asi usabva wamuratidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU