Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

July 2-8

RUKA 6-7

July 2-8
  • Rwiyo 109 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Iva Nerupo”: (10 min.)

    • Ru 6:37​—Kana tichiregerera vamwe, vanhu vachatiregererawo (“Rambai muchisunungura, uye muchasunungurwawo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 6:37 nwtsty; w08 5/15 9-10 ¶13-14)

    • Ru 6:38​—Tinofanira kuva vanhu vane rupo (“Garai muchipa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 6:38 nwtsty)

    • Ru 6:38​—Vanhu vachatiyerera nechiyereso chatinoyera nacho (“muhomwe inovapo kana nguo yapetwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 6:38 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 6:12, 13—VaKristu vangatevedzera sei Jesu pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvakakura? (w07 8/1 6 ¶1)

    • Ru 7:35​—Zvakataurwa naJesu zvinogona kutibatsira sei kana tikapomerwa zvenhema? (“vana vahwo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 7:35 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 7:36-50

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 185 ¶4-5

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 108

  • Tevedzera Rupo Runa Jehovha: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo, mozokurukura mibvunzo inotevera:

    • Jehovha naJesu vakaratidza sei kuti vane rupo?

    • Jehovha anotikomborera sei patinopa?

    • Zvii zvatinofanira kuita panyaya yekuregerera?

    • Tingaratidza sei kuti tinopa nguva yedu?

    • Zvii zvatinofanira kuita panyaya yekurumbidza vamwe?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 27

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 57 Nemunyengetero