Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  July 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 21-23

Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo

Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo
ONA
Mashoko
Mufananidzo

Jesu ndiye aiva ‘nekodzero yepamutemo’ yekuva mambo maererano neuprofita hwaEzekieri.

  • Ge 49:10

    Mesiya akabva nekudzinza raani?

  • 2Sa 7:12, 16

    Umambo hwaani hwaizogara nekusingagumi?

  • Mt 1:16

    Kuratidza kuti Jesu ndiye aiva nekodzero yekugara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi, Mateu akati Mesiya aizouya achibva nekunaani?

Tinodzidzei nezvaJehovha pakugadza kwaakaita Jesu kuti ave mambo zviri pamutemo?