Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  July 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 18-20

Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?

Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?

18:21, 22

  • Jehovha paanotiregerera zvivi zvedu, anenge atiregerera zvachose.

Mienzaniso yemuBhaibheri inotevera inotibatsira kunyatsoona kuregerera kunoita Jehovha.

Mambo Dhavhidhi

  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Mambo Manase

  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Muapostora Petro

  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Ndingatevedzera sei kuregerera kunoita Jehovha?