Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  July 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 15-17

Unoita Zvaunovimbisa Here?

Unoita Zvaunovimbisa Here?

17:18, 19

  • Imhiko ipi isina kuzadziswa naMambo Zedhekiya?

    Zvii zvakazoitika nemhaka yekusaita zvaainge avimbisa?

  • Zvinhu zvipi zvandakavimbisa kuzoita?

    Zvii zvingazoitika kana ndikarega kuita zvandakavimbisa?