Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  July 2017

July 10-16

EZEKIERI 15-17

July 10-16
  • Rwiyo 49 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Unoita Zvaunovimbisa Here?”: (10 min.)

    • Eze 17:1-4​—Bhabhironi rakabvisa Mambo Jehoyakini rikamutsiva naZedhekiya (w07 7/1 12 ¶6)

    • Eze 17:7, 15​—Zedhekiya haana kuita zvaakavimbisa, uye akanotsvaga rubatsiro kuIjipiti (w07 7/1 12 ¶6)

    • Eze 17:18, 19​—Jehovha aida kuti Zedhekiya azadzise mhiko yake (w12 10/15 30 ¶11; w88 9/15 17 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 16:60​—‘Sungano isingagumi’ ndeipi, uye ndivanaani vari musungano iyoyo? (w88 9/15 17 ¶7)

    • Eze 17:22, 23​—“Davi nyoro” raizodyarwa naJehovha ndiani? (w07 7/1 12 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 16:28-42

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 131

  • Zadzisa Mhiko Yako Yemuchato Kunyange Kana Usisina Mufaro Muwanano Yenyu: (10 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru kubva muMukai! yaMay-June 2014 peji 13-14.

  • Iva Shamwari yaJehovha​—Taura Chokwadi: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha​—Taura Chokwadi. Kana yapera, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva, movabvunza zvavadzidza muvhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 15 ¶1-8

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero