Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  July 2017

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Mubvunzo: Mwari aida kuti tife here?

Rugwaro: Zva 21:4

Zvekutaura: Magazini ino inotsanangura zvinotaurwa neBhaibheri panyaya yekuti chii chinoitika kana munhu afa.

DZIDZISA CHOKWADI

Mubvunzo: Nei vanhu vachitambura?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Chokwadi: Satani Dhiyabhorosi ndiye ari kutonga pasi rese.

ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI ZVINOITWA SEI?

Zvekutaura: Zvapupu zvaJehovha zvinodzidzisa vanhu Bhaibheri zvisingabhadharisi uye zvinopindura mibvunzo yakadai sekuti: Nei vanhu vachitambura? Ndingaita sei kuti mhuri yangu ifare? Vhidhiyo iyi inoratidza kuti tinoitisa sei zvidzidzo zveBhaibheri. [Muratidze vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?] Tinogona kudzidza tichishandisa bhuku iri. [Muratidze rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri, uye kana zvichiita muratidze kuti tinoridzidza sei.]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.