Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JULY 2016

July 4-10

MAPISAREMA 60-68

July 4-10
  • Rwiyo 104 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Rumbidza Jehovha, Munzwi Wemunyengetero”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 63:3—Nei mutsa waJehovha worudo uri nani kupfuura upenyu? (w06 6/1 11 ¶8)

    • Pis 68:18—“Zvipo zviri varume” vaiva vanaani? (w06 6/1 10 ¶5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 63:1–64:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari”: (15 min.) Tangai nokukurukura nevateereri zviri munyaya yacho. Zvadaro, chivaratidzai vhidhiyo yakanzi Tiri Kurarama Upenyu Husina Zvakawanda uye mokurukura navo kwenguva pfupi. Vhidhiyo yacho iri paJW Broadcasting. (Endai pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MHURI.) Kurudzirai vose kuti vatsvake pavangadawo kugadzirisa muupenyu hwavo kuitira kuti vakwanise kunyatsoshumira Jehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 19 ¶1-16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero