Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JULY 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 79-86

Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

Munyori wePisarema 83 anogona kunge aiva muzukuru wemuRevhi ainzi Asafi, muimbi aizivikanwa zvikuru panguva yaitonga Mambo Dhavhidhi. Pisarema iri rakanyorwa panguva yaida kuparadzwa vanhu vaJehovha nevavengi vavo.

83:1-5, 16

  • Paainyengetera, munyori uyu wepisarema ainyanya kufunga nezvaJehovha neuchangamire hwake kupfuura upenyu hwake

  • Mazuva anowo, vashumiri vaMwari vari kuramba vachingotambudzwa. Patinoramba tichitsungirira, Jehovha anokudzwa

83:18

  • Jehovha anoda kuti tizive zita rake

  • Tinofanira kuratidza nemararamiro edu kuti Jehovha ndiye watinonyanya kukoshesa muupenyu hwedu