Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JULY 2016

July 25-31

MAPISAREMA 79-86

July 25-31
  • Rwiyo 138 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?”: (10 min.)

    • Pis 83:1-5—Zvinhu zvatinofanira kunyanya kukoshesa izita raJehovha uye uchangamire hwake (w08 10/15 13 ¶7-8)

    • Pis 83:16—Kutsungirira kwedu kunoita kuti Jehovha akudzwe (w08 10/15 15 ¶16)

    • Pis 83:17, 18—Jehovha ndiye anokosha kupfuura chero ani zvake (w11 5/15 16 ¶1-2; w08 10/15 15-16 ¶17-18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 79:9—Vhesi iyi inotidzidzisei nezveminyengetero yedu? (w06 7/15 12 ¶5)

    • Pis 86:5—Zvinorevei kuti Jehovha “akagadzirira kukanganwira”? (w06 7/15 12 ¶9)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 85:8–86:17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 111

  • Mwari Ane Zita Here?: (15 min.) Tangai nokuratidza vateereri vhidhiyo iyi yepajw.org Mwari Ane Zita Here? (Tarisai pakanzi MABHUKU NEZVIMWEWO > MABHUKU UYE MABHUROCHA. Chitarisai bhuku raMashoko Akanaka. Vhidhiyo yacho inowanikwa pachidzidzo chakanzi “Mwari Ndiani?”) Kana yapera, bvunzai mibvunzo inotevera: Tingashandisa sei vhidhiyo iyi patinenge tichiparidza zvisina kurongwa, pachena kana kuti paimba neimba? Zvii zvakaitika zvinofadza zvamakaona pamaishandisa vhidhiyo iyi?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 20 ¶14-26, kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.