Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu–Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa  |  July 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 74-78

Yeuka Mabasa aJehovha

Yeuka Mabasa aJehovha

Kufungisisa zvinhu zvakanaka zvakaitwa naJehovha kunokosha

74:16; 77:6, 11, 12

  • Kufungisisa kunoita kuti zvataverenga muShoko raMwari zvinyatsonyura mupfungwa dzedu uye titende nemwoyo wose zvokudya zvekunamata

  • Kufungisisa nezvaJehovha kunoita kuti tiyeuke mabasa ake anoshamisa uye tariro yeramangwana yaakatipa

Mamwe emabasa aJehovha ndeaya:

74:16, 17; 75:6, 7; 78:11-17

  • Zvinhu zvaakasika

    Kana tikaramba tichidzidza pamusoro pezvinhu zvakasikwa, tichawedzerawo kuona ukuru hwaJehovha

  • Varume vakagadzwa muungano

    Tinofanira kuteerera vanhu vakagadzwa naJehovha kuti vatitungamirire

  • Mabasa ekuponesa

    Kuyeuka kuponesa kwakaita Jehovha vanhu vake kunosimbisa kutenda kwedu maari kuti anoda uye ane simba rokuchengeta vanhu vake