Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JULY 2016

July 18-24

MAPISAREMA 74-78

July 18-24
  • Rwiyo 110 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Yeuka Mabasa aJehovha”: (10 min.)

    • Pis 74:16; 77:6, 11, 12—Fungisisa nezvemabasa aJehovha (w15 8/15 10 ¶3-4; w04 3/1 19-20; w03 7/1 10-11 ¶6-7)

    • Pis 75:4-7—Rimwe remabasa aJehovha nderokugadza varume vanozvininipisa kuti vatungamirire ungano yake (w06 7/15 11 ¶3; it-1-E 1160 ¶7)

    • Pis 78:11-17—Yeuka kuti Jehovha akabatsira sei vanhu vake (w04 4/1 21-22)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 78:2—Vhesi iyi yakazadziswa sei naMesiya? (w11 8/15 11 ¶14)

    • Pis 78:40, 41—Mavhesi aya anoratidza kuti Jehovha anonzwa sei nezvatinoita? (w12 11/1 14 ¶5; w11 7/1 10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 78:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 15

  • Zvomuungano yenyu: (10 min.)

  • ‘Jehovha Akasika Zvinhu Zvose’: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi iri pajw.org. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana mapedza, kumbirai vana vamakatosarudza nechekare kuti vauye pachikuva mobva mavabvunza mibvunzo pamusoro pevhidhiyo iyi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 20 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero