Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JULY 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 69-73

Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi

Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi

Kushingaira kwatinoita pakutsigira kunamata kwechokwadi kunofanira kunyatsooneka

69:9

  • Dhavhidhi akaratidza kuti aishingaira pakushumira Jehovha kweupenyu hwake hwose

  • Dhavhidhi haana kurega zita raJehovha richizvidzwa

Vanhu vakuru vanokwanisa kubatsira vechidiki kuti vashingaire

71:17, 18

  • Munyori wepisarema iri, uyo angangodaro ari Dhavhidhi, akaratidza kuti aida kukurudzira chizvarwa chaizotevera

  • Vabereki uye vaKristu vane ruzivo vanofanira kudzidzisa vechidiki

Kana tichishingaira, tichada kuudza vamwe zvichaitirwa vanhu neUmambo hwaMwari

72:3, 12, 14, 16-19

  • Vhesi 3—Vanhu vose vachange vava nerugare

  • Vhesi 12—Varombo vachabatsirwa

  • Vhesi 14—Kunenge kusisina zvekurwa

  • Vhesi 16—Munhu wese achange ava nezvokudya zvinomukwanira