Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Kuparidzira mashoko akanaka kumukadzi ari mumunda unorimwa tii kuCameroon

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU July 2016

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mazano ekushandisa pakupa vanhu Nharireyomurindi uye bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Rumbidza Jehovha, Munzwi Wemunyengetero

Nei uchifanira kunyengetera kuna Mwari uchitaura zvawakamuvimbisa? Ungaratidza sei kuti unovimba naJehovha paunonyengetera? (Mapisarema 61-65))

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari

Kurarama upenyu husina zvakawanda kunobatsirei? Ungatevedzera sei Jesu panyaya iyi?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi

Kushingaira kwaiita Dhavhidhi kunotidzidzisei? Zvii zvatichaita kana tichishingaira? (Mapisarema 69-72)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?

Kana ukapayona uchagutsikana neupenyu uye uchawana makomborero akawanda.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose

Unogona kuona kuti vamwe vanoenda kubasa uye vamwe vane dambudziko reutano vanotokwanisa kupayona.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Yeuka Mabasa aJehovha

Mamwe emabasa aJehovha ndeapi? Kufungisisa nezvawo kunotibatsira sei? (Mapisarema 74-78)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

Munyori wePisarema 83 akaratidza kuti Jehovha Mwari ndiye waainyanya kukoshesa muupenyu hwake. Tingatevedzerawo sei munyori wepisarema muupenyu hwedu?