PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 4-5
Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo
Unoziva zvinodiwa zvako zvemweya here?
Mashoko ekuti ‘vanoziva zvinodiwa zvavo zvemweya’ anogonawo kushandurwa achinzi “varombo pamweya.” (Mt 5:3) Tinogona kuratidza kuti tinoda kutungamirirwa naMwari nekuita izvi . . .
kuverenga Bhaibheri zuva nezuva
kugadzirira misangano yechiKristu uye kuipinda
kuverenga mabhuku esangano uye zvimwe zvinobuda pawebsite yedu
kuona JW Broadcasting mwedzi nemwedzi
Zvii zvandingada kugadzirisa papurogiramu yangu yezvinhu zvekunamata?