Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  January 2018

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 10-11

Jesu Akazorodza Vanhu

Jesu Akazorodza Vanhu

11:28-30

“Joko rangu nderomutsa”

Sezvo Jesu aiva muvezi, aiziva kuti joko rinogadzirwa sei. Zvimwe aitomonerera jira pamajoko aaigadzira kuitira kuti munhu asazosvuuka mutsipa. Patinobhabhatidzwa, tinenge tichibvuma joko rekuva mudzidzi waJesu, uye kuita zvese zvinotarisirwa kumuKristu. Asi kuita izvi kunozorodza uye kunoita kuti tiwane makomborero akawanda.

Makomborero api awakawana kubvira pawakatanga kutakura joko raJesu?