Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  January 2018

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 6-7

Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo

Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo

Mumunyengetero wekuenzanisira, Jesu akaratidza kuti zvinhu zvine chekuita nechinangwa chaJehovha uye Umambo ndizvo zvatinofanira kukoshesa.

6:9-13

  • Zita raMwari

    Umambo hwaMwari

    Kuda kwaMwari

  • Zvekudya

    Kukanganwirwa zvivi

    Kuti tisakundwa nemuedzo

Zvimwe zvinhu zvine chekuita neUmambo zvandinogona kunyengeterera:

  • Kuti basa rekuparidza rifambire mberi

  • Kuti mweya mutsvene waMwari usimbise vari kutambudzwa

  • Kuti Mwari akomborere basa rekuvaka uye mishandirapamwe yekuparidza

  • Kuti Mwari ape uchenjeri nesimba kune vari kutungamirira

  • Zvimwewo