Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2017

January 9-15

ISAYA 29-33

January 9-15
  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mambo Achatonga Kuti Pave Nokururama”: (10 min.)

    • Isa 32:1—Jesu Kristu ndiye Mambo achatonga nokururama (w14 2/15 6 ¶13)

    • Isa 32:2—Mambo Jesu achaita kuti pave nemachinda achatungamirira makwai (ip-1 332-334 ¶7-8)

    • Isa 32:3, 4—Vanhu vaJehovha vari kudzidziswa kuti vave vakarurama (ip-1 334-335 ¶10-11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 30:21—Jehovha anoshandisa nzira dzipi kuti ataure nevashumiri vake? (w14 8/15 21 ¶2)

    • Isa 33:22—Jehovha akapa vaIsraeri Mitemo, achibva ava Mutongi naMambo wavo riini uye akazviita sei? (w14 10/15 14 ¶4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 30:22-33

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.1—Taura zvakanaka nasaimba anenge akagumbuka.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp17.1—Verenga Magwaro uchishandisa foni kana kuti tablet.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 31-32 ¶12-13—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 119

  • “Nzvimbo Yekuvanda Mhepo” (Isa 32:2): (9 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.

  • Teerera Pamisangano: (6 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Teerera Pamisangano. Kana yapera, kumbirai vana vamakatosarudza nechekare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Chii chingaita kuti musateerera pamisangano? Kudai Noa asina kuteerera Jehovha paaimuudza kuti areka yaizovakwa sei, chii chingadai chakaitika? Nei vana vachifanira kuteerera pamisangano?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 6 ¶16-24, bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 40 Nemunyengetero