Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2017

January 23-29

ISAYA 38-42

January 23-29
  • Rwiyo 78 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anopa Munhu Akaneta Simba”: (10 min.)

    • Isa 40:25, 26—Hapana ane simba seraJehovha (ip-1 410-411 ¶23-25)

    • Isa 40:27, 28—Jehovha anoona matambudziko atinotsungirira uye zvakaipa zvatinoitirwa (ip-1 413 ¶27)

    • Isa 40:29-31—Jehovha anopa simba vanhu vanovimba naye (ip-1 413-415 ¶29-31)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 38:17—Zvinorevei kuti Jehovha anorasira zvivi zvedu shure kwake? (w03 7/1 18 ¶17)

    • Isa 42:3—Jesu akazadzisa sei uprofita uhwu? (w15 2/15 8 ¶13)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 40:6-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raMashoko Akanaka, wobva wakurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 1. Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raMashoko Akanaka. Kurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 2. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 38-39 ¶6-7—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU