Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 24-28

Jehovha Anochengeta Vanhu Vake

Jehovha Anochengeta Vanhu Vake

Jehovha anotipa zvokudya zvekunamata zvakawanda sezvinoitwa nemunhu ane rupo anenge ane vaenzi.

“Jehovha wemauto achaitira marudzi ose mabiko ezvokudya”

25:6

  • Kare vanhu pavaidya pamwe chete zvairatidza kuti vaiwirirana chaizvo

‘Zvokudya zvine mafuta zvizere nomwongo, uye waini yakanaka’

  • Zvokudya zvine mafuta uye waini yakanaka zvinofananidzira zvokudya zvekunamata zvakanakisisa zvatinopiwa naJehovha