Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2017

January 2-8

ISAYA 24-28

January 2-8
  • Rwiyo 12 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anochengeta Vanhu Vake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 26:15—Tingaita sei kuti tishandewo pamwe chete naJehovha pakukudza “miganhu yose yenyika”? (w15 7/15 11 ¶18)

    • Isa 26:20—Chii chingangodaro chichifananidzirwa ‘nedzimba dzomukati’? (w13 3/15 23 ¶15-16)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 28:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU