Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2017

January 16-22

ISAYA 34-37

January 16-22
  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 35:8—Chii chainzi “Nzira yoUtsvene,” uye ndivanaani vaikodzera kufamba munzira yacho? (w08 5/15 26 ¶4; 27 ¶1)

    • Isa 36:2, 3, 22—Tinodzidzei pakubvuma kwakaita Shebna kutsiurwa? (w07 1/15 8 ¶6)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 36:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mt 24:3, 7, 14—Dzidzisa Chokwadi—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) 2Ti 3:1-5—Dzidzisa Chokwadi—Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 32 ¶11-12—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’—Nzwisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 7 ¶1-9

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 96 Nemunyengetero