Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  January 2016

January 18-24

EZRA 1-5

January 18-24
  • Rwiyo 85 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anozadzisa Zvaanovimbisa”: (10 min.) [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raEzra.]

    • Ezr 3:1-6—Uprofita hwaJehovha hahumbotadzi kuzadzika (w06 1/15 19 ¶2)

    • Ezr 5:1-7—Jehovha anogona kuronga zvinhu achiitira kuti vashumiri vake vabudirire (w06 1/15 19 ¶4; w86-E 1/15 9 ¶2; w86-E 2/1 29 bhokisi)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ezr 1:3-6—Sei tisingatauri kuti vaIsraeri vasina kuzvipira kudzokera kumusha kwavo vakanga vasina kutenda kwakasimba? (w06 1/15 17 ¶5; 19 ¶1)

    • Ezr 4:1-3—Nei vaIsraeri vakaramba kubatsirwa? (w06 1/15 19 ¶3)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Ezr 3:10–4:7 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu Nharireyomurindi yaJanuary uchishandisa nyaya iri papeji 16. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira Nharireyomurindi yaJanuary, yawakamupa uchishandisa nyaya iri papeji 16. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri. (bh 20-21 ¶6-8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 40

  • “Izvi Zvimwe Zvinhu Zvose Zvichawedzerwa Kwamuri”: (5 min.) Hurukuro inobva pana Mateu 6:33 naRuka 12:22-24. Kumbirai vaparidzi kuti vataure zvakaitika zvinoratidza kuti Jehovha akazadzisa vimbiso yake yekuvapa zvekurarama nazvo pavakatanga kutsvaka Umambo.

  • Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?: (10 min.) Kukurukurirana. (w14 3/15 30-32)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 7 ¶1-14 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero