Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA JANUARY 2016

January 11-17

2 MAKORONIKE 33-36

January 11-17
  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi”: (10 min.)

    • 2Mak 33:2-9, 12-16—Manase akanzwirwa ngoni nekuti akapfidza zvechokwadi (w05 12/1 21 ¶6)

    • 2Mak 34:18, 30, 33—Kuverenga uye kufungisisa Shoko raMwari kunoita kuti zvinhu zvitifambire zvakanaka chaizvo (w05 12/1 21 ¶10)

    • 2Mak 36:15-17—Tsitsi dzaJehovha nemwoyo murefu wake zvine pazvinogumira (w05 12/1 21 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2Mak 33:11—Uprofita hupi hwakazadzika Manase paakaendeswa kuBhabhironi? (it-1 62 ¶2); w06 12/1 p. 9 ndima 5)

    • 2Mak 34:1-3—Zvakaitwa naJosiya zvinotikurudzira kuitei? (w05 12/1 21 ¶7)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: 2Mak 34:22-33 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba magazini Nharireyomurindi yaJanuary uchishandisa nyaya iri pakavha. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira Nharireyomurindi yaJanuary, yawakamupa uchishandisa nyaya iri pakavha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri (bh 9-10 ¶6-7)

KURARAMA KWECHIKRISTU