Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 9-11

Mufananidzo Wemuti Wemuorivhi

Mufananidzo Wemuti Wemuorivhi

11:16-26

Muti wemuorivhi unomiririrei?

  • Muti wacho wese: unomiririra kuzadziswa kwechinangwa chaMwari pasungano yaakaita naAbrahamu

  • Hunde: inomiririra Jesu sewekutanga pavana vaAbrahamu

  • Mapazi: anomiririra nhamba yakazara yevamwe vana vaAbrahamu

  • Mapazi “akatyorwa akabviswa”: anomiririra vaJudha vakaramba Jesu

  • Mapazi ‘akanamatidzwa’: anomiririra vaKristu vakazodzwa vasiri vaJudha

Sezvakagara zvataurwa, vana vaAbrahamu, kureva Jesu uye ve144 000, vachaita kuti “vanhu vemamwe marudzi” vakomborerwe.​—VaR 11:12; Ge 22:18

Kuzadzisa kunoita Jehovha chinangwa chake pasungano yaakaita naAbrahamu kunondidzidzisei nezvake?