Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

February 18-24

VAROMA 7-8

February 18-24
  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Uri ‘Kumirira Nomwoyo Wose’ Here?”: (10 min.)

    • VaR 8:19​—“Vanakomana vaMwari” vava pedyo kuratidzwa (w12 7/15 11 ¶17)

    • VaR 8:20​—“Zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira . . . nokuda kwetariro” (w12 3/15 23 ¶11)

    • VaR 8:21​—Zvisikwa ‘zvichasunungurwa muuranda hwekuora’ (w12 3/15 23 ¶12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 8:6​—“Kufunga kwenyama” kwakasiyana papi ‘nekufunga kwemweya’? (w17.06 3)

    • VaR 8:26, 27​—Jehovha anoteerera sei ‘kugomera kusinganzwiki’? (w09 11/15 7 ¶20)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 7:13-25 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU