Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

February 11-17

VAROMA 4-6

February 11-17
  • Rwiyo 20 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”: (10 min.)

    • VaR 5:8, 12​—Jehovha akatida “tichiri vatadzi” (w11 6/15 12 ¶5)

    • VaR 5:13, 14​—Chivi nerufu zvakatonga samambo (w11 6/15 12 ¶6)

    • VaR 5:18, 21​—Jehovha akatuma Mwanakomana wake kuti tiwane upenyu (w11 6/15 12-13 ¶9-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 6:3-5​—Zvinorevei kubhabhatidzwa “muna Kristu Jesu” uye kubhabhatidzwa “murufu rwake”? (w08 6/15 29 ¶7)

    • VaR 6:7​—Nei vanhu vachamutswa vasingazotongerwi zvivi zvavakaita vasati vafa? (w14 6/1 11 ¶1)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 4: 1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 107

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 54

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero