Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Bhaibheri richiri kushanda here?

Rugwaro: 2Ti 3:16

Pekuzotangira: Bhaibheri rinopindirana nesainzi here?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Bhaibheri rinopindirana nesainzi here?

Rugwaro: Job 26:7

Pekuzotangira: Zvinotaurwa neBhaibheri zvinobatsira here?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Zvinotaurwa neBhaibheri zvinobatsira here?

Rugwaro: Zvi 14:30

Pekuzotangira: Zvinotaurwa neBhaibheri zvinoitika here?