Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  February 2018

February 5-11

MATEU 12-13

February 5-11
  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mufananidzo Wegorosi Nemasora”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 12:20—Tingatevedzerawo sei Jesu pakuva netsitsi? (“tambo inopfungaira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 12:20, nwtsty)

    • Mt 13:25—Ichokwadi here kuti kare munhu aigona kutodyara masora mumunda wemumwe munhu? (w16.10 32)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 12:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 21-23 ¶10-12

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva”: (10 min.) Kukurukurirana. Kurukurai kuti kuziva zvinorehwa nemifananidzo iyi kunotibatsira sei pabasa redu reushumiri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero