Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA FEBRUARY 2017

 KUCHERA PFUMA MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 47-51

Kuteerera Jehovha Kunoita Kuti Tikomborerwe

Kuteerera Jehovha Kunoita Kuti Tikomborerwe

48:17

  • Jehovha anotiratidza ‘nzira yatinofanira kufamba nayo’ kuti tifare muupenyu. Kana tikamuteerera, zvinhu zvinotifambira zvakanaka

‘Rugare rwuchaita serwizi’

48:18

  • Jehovha anotivimbisa rugare rwakakura uye rwunoramba rwuripo sezvakaita rwizi

‘Kururama kuchaita semafungu egungwa’

  • Mabasa edu akarurama anogona kuwanda sezvakaita mafungu egungwa