Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA FEBRUARY 2017

February 6-12

ISAYA 47-51

February 6-12
  • Rwiyo 120 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kuteerera Jehovha Kunoita Kuti Tikomborerwe”: (10 min.)

    • Isa 48:17—Kunamata kwechokwadi kunobva pakuteerera Mwari (ip-2 131 ¶18)

    • Isa 48:18—Jehovha anotida uye anoda kuti tinakidzwe neupenyu (ip-2 132 ¶19)

    • Isa 48:19—Kuteerera kunoita kuti tikomborerwe nekusingaperi (ip-2 132 ¶20-21)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 49:6—Sei Mesiya achinzi “chiedza chemamwe marudzi,” asi iye akangoparidzira vaIsraeri chete? (w07 1/15 9 ¶8)

    • Isa 50:1—Nei Jehovha akabvunza vaIsraeri kuti: ‘Riripi gwaro rokuramba amai venyu?’ (it-1-E 643 ¶4-5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 51:12-23

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Mumwedzi waFebruary, vaparidzi vanogona kupa vanhu bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 89

  • Zvomuungano Yenyu: (7 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 144-145)

  • Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Jehovha: (8 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Jehovha. Kana mapedza, kurukurai mibvunzo inotevera: Ndechipi chikonzero chikuru chekuti titeerere Jehovha? (Zvi 27:11) Vana vangaitei kuti varatidze kuti vanoteerera Jehovha? Vanhu vakuru vangaitei kuti varatidze kuti vanoteerera Jehovha?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶1-7 uye bhokisi rakanzi “Mashoko Akanaka Mumitauro Inopfuura 670

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 98 Nemunyengetero