Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA FEBRUARY 2017

February 20-26

ISAYA 58-62

February 20-26
  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”: (10 min.)

    • Isa 61:1, 2—Jesu akazodzwa kuti ‘azivise gore rokufarirwa naJehovha’ (ip-2 322 ¶4)

    • Isa 61:3, 4—Jehovha anoita kuti “miti mikuru yokururama” itsigire basa rake (ip-2 326-327 ¶13-15)

    • Isa 61:5, 6—‘Vanhu vokune imwe nyika’ vanoshanda pamwe chete ‘nevapristi vaJehovha’ pabasa guru rokuparidza (w12 12/15 25 ¶5-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 60:17—Jehovha ari kuzadzisa sei vimbiso iyi mumazuva ano ekupedzisira? (w15 7/15 9-10 ¶14-17)

    • Isa 61:8, 9—Chii chinonzi “sungano inogara nokusingagumi,” uye “vana” ndivanaani? (w07 1/15 11 ¶5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 62:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 16 ¶19—Kana zvichiita, amai ngavadzidzise mwanasikana wavo mudiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU