Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA FEBRUARY 2017

February 13-19

ISAYA 52-57

February 13-19
  • Rwiyo 148 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kristu Akatambudzikira Isu”: (10 min.)

    • Isa 53:3-5—Akazvidzwa, uye akapwanywa nokuda kwezvivi zvedu (w09 1/15 26 ¶3-5)

    • Isa 53:7, 8—Akazvipira kutifira (w09 1/15 27 ¶10)

    • Isa 53:11, 12—Tinogona kunzi takarurama nekufirwa kwatakaitwa naJesu (w09 1/15 28 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 54:1—“Mukadzi ngomwa” anotaurwa muuprofita uhwu ndiani, uye “vanakomana” vake ndivanaani? (w06 3/15 11 ¶2)

    • Isa 57:15—Zvinorevei kuti Jehovha ‘anogara nevakadzvinyirirwa uye vanozvininipisa’? (w05 10/15 26 ¶3)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 57:1-11

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh 12 ¶14—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh 12-14 ¶14-15—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 15 ¶16-17—Kana zvichiita, baba ngavadzidzise mwanasikana kana kuti mwanakomana wavo wechidiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU