Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  February 2016

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 1-4

Nehemiya Aida Kunamata Kwechokwadi

Nehemiya Aida Kunamata Kwechokwadi
ONA
Mashoko
Mufananidzo

455 B.C.E.

  1. Nisani (Mar./Apr.)

    2:4-6 Nehemiya anokumbira kunovakazve guta reJerusarema, iro raiva muzinda wekunamata kwechokwadi panguva iyoyo

  2. Iyari

  3. Sivani

  4. Tamuzi (June/July)

    2:11-15 Nehemiya anosvika panenge panguva iyi oongorora masvingo eguta

  5. Ab (July/Aug.)

    3:1; 4:7-9 Vanotanga kuvaka pasinei nekupikiswa

  6. Elul (Aug./Sept.)

    6:15 Vanopedza kuvaka masvingo pashure pemazuva 52

  7. Tishri