Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  February 2016

Mharidzo Dzokuenzanisira

Mharidzo Dzokuenzanisira

MUKAI!

Mubvunzo: Regai ndikupei Mukai! iyi ichangobva kubuda. Onai mubvunzo uyu uri papeji 2. Munotiwo chii?

Rugwaro: Zvi 24:10

Zvekutaura: Nyaya ino ine mamwe mazano anogona kubatsira.

MUKAI!

Mubvunzo: Hameno kuti munozvibvumawo here kuti zvinokosha kusarudza shamwari dzakanaka?

Rugwaro: Zvi 13:20

Zvekutaura: Magazini iyi yeMukai! ine mazano anobatsira pakusarudza shamwari dzakanaka. [Mukurudzire kuti azoverenga nyaya iri papeji 10-11.]

TEERERA MWARI

Mubvunzo: Munoda here kugara munyika yakaita seiyi? [Muratidze peji 2-3, womumirira kuti apindure.]

Rugwaro: Jer 29:11

Zvekutaura: Bhurocha iri rinoratidza kuti tingateerera sei Mwari kuti tizowana makomborero aakativimbisa. [Kurukurai peji 4-5.]

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.