Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  December 2017

December 4-10

ZEFANIYA 1–HAGAI 2

December 4-10
  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tsvaka Jehovha Zuva Rekutsamwa Kwake Risati Rasvika”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zef 1:8—Vhesi iyi inotinyevera nezvei? (w07 11/15 11 ¶4)

    • Hag 2:9—Kubwinya kwetemberi yaZerubhabheri kwaiva kukuru kupfuura kweyaSoromoni munzira dzipi? (w07 12/1 9 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Hag 2:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.Kurudzirai vaparidzi kuti vape vanhu vakawanda Mukai! Nhamba 6 2017. Hatifaniri kusiya magazini iyi kana pamba pasina vanhu.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 23

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Mutauro Wakachena Unoita Kuti Pave Nerugare Uye Kubatana (Zef 3:9): (10 min.) Kukurukurirana kubva muNharireyomurindi yaAugust 15, 2012, peji 12, ndima 4. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vavengi Vakazova Shamwari.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 22 ¶8-16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 22 Nemunyengetero