Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MARAKI 1-4

Wanano Yako Inofadza Jehovha Here?

Wanano Yako Inofadza Jehovha Here?

2:13-16

  • Panguva yakararama Maraki, vaIsraeri vakawanda vairamba madzimai avo nezvikonzero zvisina musoro. Jehovha haana kugamuchira kunamata kwevanhu vainyengera madzimai avo

  • Jehovha akakomborera vanhu vaibata madzimai avo zvakanaka

Zvii zvingaitwa nevanhu vakaroorana kuti varambe vakavimbika  . . .

  • pazvinhu zvavanofunga?

  • pazvinhu zvavanoona?

  • pazvinhu zvavanotaura?