Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  December 2017

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Chinhu Chitsva Pamusangano Wepakati Pevhiki

Chinhu Chitsva Pamusangano Wepakati Pevhiki

Kutanga muna January 2018, musangano wepakati pevhiki uchange wava nezvinhu zvichatorwa muBhaibheri rekudzidza reShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene reChirungu riri paindaneti, kunyange risati rava kuwanika mumutauro wenyu. Bhaibheri iri rine tsanangudzo dzemamwe mashoko, uye mapikicha nemavhidhiyo. Izvi zvichakubatsira pakugadzirira musangano uye zvichaita kuti uwedzere kuswedera pedyo naBaba vedu vane rudo, Jehovha!