Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  December 2017

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZEKARIYA 1-8

“Batisisa Mupendero Wenguo yemuJudha”

“Batisisa Mupendero Wenguo yemuJudha”

8:20-23

Varume 10 vanobva mumitauro yese vachabatisisa mupendero wenguo yemuJudha, vachiti: ‘Tinoda kuenda nemi.’ Mumazuva ano ekupedzisira, vanhu vemarudzi ese vari kudirana vachiuya kuzonamata Jehovha vachitsigira vaKristu vakazodzwa

Vemamwe makwai vari kutsigira sei vakazodzwa?

  • Vanozvipira kuitawo basa rekuparidza

  • Vanozvipira kupa mari dzezvipo