Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  December 2017

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mubvunzo: Nei zvinhu zviri kuwedzera kuipa munyika?

Rugwaro: Jer 10:23

Zvekutaura: Magazini ino inotsanangura chinoita kuti mamiriyoni evanhu atende kuti ramangwana richange rakanaka.

MUKAI!

Mubvunzo: Zita raMwari ndiani?

Rugwaro: Pis 83:18

Zvekutaura: Nyaya iyi inotsanangura zvinorehwa nezita raMwari uye kuti nei tichifanira kurishandisa. [Vhura nyaya yakanzi “Zvinotaura Bhaibheri—Zita Ramwari.”]

DZIDZISA CHOKWADI

Mubvunzo: Rufu rwuchazombopera here?

Rugwaro: 1VaK 15:26

Chokwadi: Jehovha achaparadza rufu.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yemuushumiri uchitevedzera mharidzo dzekuenzanisira dziri pamusoro apa.