Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  December 2016

December 19-25

ISAYA 11-16

December 19-25
  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 11:1, 10—Sei zvichinzi Jesu Kristu ndiye “mudzi waJese” uyezve davi rinobuda “pachigutsa chaJese”? (w06 12/1 9 ¶6)

    • Isa 13:17—Sei zvichinzi vaMedhiya vakanga vasina basa nesirivha uye vasingafariri ndarama? (w06 12/1 10 ¶10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 13:17–14:8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Job 34:10—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Mup 8:9; 1Jo 5:19—Dzidzisa Chokwadi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 54 ¶9—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU