Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 39-41

Temberi Yakaratidzwa Ezekieri Inokudzidzisei?

Temberi Yakaratidzwa Ezekieri Inokudzidzisei?

40:10, 14, 16

  • Dzimba dzevarindi uye mbiru dzakareba dzinotiyeuchidza kuti kunamata kunodiwa naJehovha ndekwemhando yepamusoro

  • Zvibvunze kuti, ‘Zvii zvandingaitawo kuti nditsigire kunamata kwakachena uye kwakakwirira kunodiwa naJehovha?’