Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  August 2017

August 21-​27

EZEKIERI 35-38

August 21-​27
  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Gogi weMagogi Ava Pedyo Kuparadzwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 36:20, 21​—Ndechipi chikonzero chikuru chinoita kuti tizvibate zvakanaka? (w02 6/15 20 ¶12)

    • Eze 36:33-36​—Mashoko aya akazadzikawo sei mazuva ano? (w88 9/15 24 ¶11)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 35:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pis 37:29​—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ge 1:28; Isa 55:11​—Dzidzisa Chokwadi.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.07 31-32​—Musoro: Kubatanidzwa Kwetutanda Tuviri Kunorevei?

KURARAMA KWECHIKRISTU