Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA AUGUST 2016

August 8-14

MAPISAREMA 92-101

August 8-14
  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura”: (10 min.)

    • Pis 92:12—Vakarurama vanoita zvibereko pakunamata (w07 9/15 32; w06 7/15 13 ¶2)

    • Pis 92:13, 14—Vakwegura vanogona kuramba vakasimba pakunamata pasinei neutano hunenge husisina kutsarukana (w14 1/15 26 ¶17; w04 5/15 12 ¶9-10)

    • Pis 92:15—Vakwegura vanogona kushandisa ruzivo rwavo pakukurudzira vamwe (w04 5/15 12-14 ¶13-18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 99:6, 7—Chii chatinodzidza pana Mosesi, Aroni naSamueri? (w15 7/15 8 ¶5)

    • Pis 101:2—Zvinorevei ‘kufamba mumba medu nemwoyo wakarurama’? (w05 11/1 24 ¶14)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 95:1–96:13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 161-162 ¶18-19—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Imi Vakwegura—Mune Basa Rinokosha (Pis 92:12-15): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Imi VakweguraMune Basa Rinokosha. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > BHAIBHERI.) Kana yapera, bvunzai vateereri zvavadzidza. Kurudzirai vakwegura kuti vapewo vechidiki ruzivo rwavainarwo. Kurudzirai vechiduku kuti vatsvage mazano kune vanhu vakura pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvinokosha muupenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 21 ¶13-22 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 29 Nemunyengetero