Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu–Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa  |  August 2016

August 22-28

MAPISAREMA 106-109

August 22-28
  • Rwiyo 2 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ongai Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 109:8—Mwari akanga akatoronga here kuti Judhasi ndiye aizotengesa Jesu kuti uprofita huzadzike? (w00 12/15 24 ¶20; it-1-E 857-858)

    • Pis 109:31—Mashoko okuti Jehovha “achamira kuruoko rworudyi rwomurombo” anorevei? (w06 9/1 14 ¶8)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 106:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) ll 6—Siya pekuzotangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) ll 7—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 178-179 ¶14-16—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 94

  • Jehovha Achatarisira Zvatinoda (Pis 107:9): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Achatarisira Zvatinoda. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MHURI.) Kumbirai vateereri kuti vataure zvavadzidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 22 ¶14-24 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero