Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA AUGUST 2016

August 15-21

MAPISAREMA 102-105

August 15-21
  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) g16.4 10-11—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g16.4 10-11—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 164-166 ¶3-4—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • Usambofa Wakakanganwa Zvose Zvawakaitirwa naJehovha (Pis 103:1-5): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Ndakatanga Kufinhwa Nemararamiro Andaiita. (Endai pakanzi NEZVEDU > MABASA.) Kana yapera, bvunzai mibvunzo iyi: Zvii zvinoita kuti tirumbidze Jehovha? Pamusana pekunaka kwakaita Jehovha, makomborero akaita sei aachatipa mune ramangwana?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 22 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 131 Nemunyengetero