Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA AUGUST 2016

August 1-7

MAPISAREMA 87-91

August 1-7
  • Rwiyo 49 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ramba Uri Munzvimbo Yakavanda yoWokumusorosoro”: (10 min.)

    • Pis 91:1, 2—Kana tiri “munzvimbo yakavanda” yaJehovha hapana chinokanganisa ukama hwedu naye (w10 2/15 26-27 ¶10-11)

    • Pis 91:3—Satani anoedza kutiteya, sezvinoita mubati weshiri (w07 10/1 26-30 ¶1-18)

    • Pis 91:9-14—Jehovha ndiye nzvimbo yedu yekupotera (w10 1/15 10-11 ¶13-14; w01 11/15 19-20 ¶13-19)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 89:34-37—Isungano ipi inotaurwa nezvayo mumavhesi aya, uye Jehovha akaratidza sei kuti zvaakataura zvaizoitika? (w14 10/15 10 ¶14; w07 7/15 32 ¶3-4)

    • Pis 90:10, 12—Tingaverenga sei ‘mazuva edu, kuti tive nomwoyo wakachenjera?’ (w06 7/15 13 ¶4; w01 11/15 13 ¶19)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 90:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU